Vatongi 10:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi Jehovha akati kuvaIsraeri: “Handina kukununurai here kubva kuIjipiti,+ uye pavaAmori,+ vaAmoni, vaFiristiya,+ 12 vaSidhoni, vaAmareki, nevaMidhiyani, pavaikudzvinyirirai? Pamakachema kwandiri, ndakakununurai kubva muruoko rwavo. 1 Samueri 12:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jehovha akabva atuma Jerubhaari+ naBhedhani naJefta+ naSamueri,+ akakununurai mumaoko evavengi venyu vaiva vakakupoteredzai, kuti mugare musina chekutya.+
11 Asi Jehovha akati kuvaIsraeri: “Handina kukununurai here kubva kuIjipiti,+ uye pavaAmori,+ vaAmoni, vaFiristiya,+ 12 vaSidhoni, vaAmareki, nevaMidhiyani, pavaikudzvinyirirai? Pamakachema kwandiri, ndakakununurai kubva muruoko rwavo.
11 Jehovha akabva atuma Jerubhaari+ naBhedhani naJefta+ naSamueri,+ akakununurai mumaoko evavengi venyu vaiva vakakupoteredzai, kuti mugare musina chekutya.+