Muparidzi 9:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti munhu haazivi nguva yake.+ Sekubatwa kunoitwa hove mumambure akaipa uye sekubatwa kunoitwa shiri nechiteyeso, vanakomana vevanhu vanobatwa panoitika njodzi,* painovawira vasingafungiri.
12 Nekuti munhu haazivi nguva yake.+ Sekubatwa kunoitwa hove mumambure akaipa uye sekubatwa kunoitwa shiri nechiteyeso, vanakomana vevanhu vanobatwa panoitika njodzi,* painovawira vasingafungiri.