Isaya 26:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vhurai magedhi+ kuti rudzi rwakarurama rupinde,Irwo rudzi ruri kuramba rwakatendeka. Zvakazarurwa 22:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Vanofara vaya vanogeza nguo dzavo,+ kuti vave nekodzero yekuenda kumiti yeupenyu+ uye kuti vakwanise kupinda muguta nepamagedhi aro.+
14 Vanofara vaya vanogeza nguo dzavo,+ kuti vave nekodzero yekuenda kumiti yeupenyu+ uye kuti vakwanise kupinda muguta nepamagedhi aro.+