RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 5:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Munofanira kufamba munzira dzese dzamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu,+ kuti murarame uye mubudirire, uye muve nemazuva mazhinji munyika yamuchatora.+

  • Jeremiya 7:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Asi ndakavapa murayiro uyu: “Teererai inzwi rangu, uye ndichava Mwari wenyu, uye muchava vanhu vangu.+ Munofanira kufamba munzira yese yandinorayira, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+

  • Jakobho 2:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Nekuti kana munhu achiteerera Mutemo wese asi oputsa murayiro mumwe chete paMutemo wacho, anenge atotyora Mutemo wacho wese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe