Pisarema 145:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vachataura nezvekubwinya kunoshamisa kweukuru hwenyu+Uye ndichafungisisa mabasa enyu anoshamisa.