Pisarema 141:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Musarega mwoyo wangu uchirerekera kuzvinhu zvakaipa,+Kuti ndiite mabasa akaipa nevanhu vakaipa;Ngandirege kudya zvekudya zvavo zvinonaka. Zvirevo 30:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Bvisai kusataura chokwadi uye nhema pandiri.+ Musandipa urombo kana upfumi. Ingoitai kuti ndidye zvekudya zvangu zvinondikwanira,+
4 Musarega mwoyo wangu uchirerekera kuzvinhu zvakaipa,+Kuti ndiite mabasa akaipa nevanhu vakaipa;Ngandirege kudya zvekudya zvavo zvinonaka.
8 Bvisai kusataura chokwadi uye nhema pandiri.+ Musandipa urombo kana upfumi. Ingoitai kuti ndidye zvekudya zvangu zvinondikwanira,+