Ruka 12:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akabva ati kwavari: “Rambai makasvinura, muchenjerere marudzi ese emakaro,*+ nekuti kunyange kana munhu aine zvizhinji, upenyu hwake hahubvi pazvinhu zvaainazvo.”+ 1 Timoti 6:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti kuda mari ndiwo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa, uye vachivavarira kuzadzisa chido ichocho, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pese pese nemarwadzo akawanda.+ VaHebheru 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mararamiro enyu ngaarege kuva ekuda mari,+ uye gutsikanai nezvinenge zviripo.+ Nekuti iye akati: “Handizokusiyi, uye handizokurasi.”+
15 Akabva ati kwavari: “Rambai makasvinura, muchenjerere marudzi ese emakaro,*+ nekuti kunyange kana munhu aine zvizhinji, upenyu hwake hahubvi pazvinhu zvaainazvo.”+
10 Nekuti kuda mari ndiwo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa, uye vachivavarira kuzadzisa chido ichocho, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pese pese nemarwadzo akawanda.+
5 Mararamiro enyu ngaarege kuva ekuda mari,+ uye gutsikanai nezvinenge zviripo.+ Nekuti iye akati: “Handizokusiyi, uye handizokurasi.”+