2 Makoronike 29:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Hezekiya+ akava mambo aine makore 25, uye akatonga kwemakore 29 muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+ 2 Makoronike 29:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mugore raakatanga kutonga, mumwedzi wekutanga, akavhura masuo eimba yaJehovha akaagadziridza.+
29 Hezekiya+ akava mambo aine makore 25, uye akatonga kwemakore 29 muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+