Pisarema 19:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Mutemo waJehovha wakakwana,+ unodzosa simba.*+ Chiyeuchidzo chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina ruzivo.+ Pisarema 19:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Inodiwa kupfuura goridhe,Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga. Zvirevo 24:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Mwanakomana wangu, idya uchi, nekuti hwakanaka;Uchi hwemumazinga hunotapira mukanwa mako. 14 Ziva kuti uchenjeri hwakakunakirawo* saizvozvo.+ Kana ukahuwana, uchava neramangwana rakanakaUye tariro yako haizoparadzwi.+
7 Mutemo waJehovha wakakwana,+ unodzosa simba.*+ Chiyeuchidzo chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina ruzivo.+
10 Inodiwa kupfuura goridhe,Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga.
13 Mwanakomana wangu, idya uchi, nekuti hwakanaka;Uchi hwemumazinga hunotapira mukanwa mako. 14 Ziva kuti uchenjeri hwakakunakirawo* saizvozvo.+ Kana ukahuwana, uchava neramangwana rakanakaUye tariro yako haizoparadzwi.+