RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 10:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Akabva ati: “Handei tese unoona kuti handiregereri vanhu vanokwikwidzana naJehovha.”*+ Saka vakaita kuti aende naJehu ari mungoro yake yehondo.

  • Pisarema 69:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Kushingairira imba yenyu kwandipedza,+

      Uye kuzvidza kwevaya vanokuzvidzai kwawira pandiri.+

  • Johani 2:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kuti: “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe