Pisarema 22:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu,Ndinotukwa* nevanhu uye ndinoshorwa nevanhu.+ 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+
6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu,Ndinotukwa* nevanhu uye ndinoshorwa nevanhu.+ 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+