Dheuteronomi 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti nderupi rudzi rukuru runa vanamwari vari pedyo narwo sezvakaita Jehovha Mwari wedu kwatiri pese patinodana kwaari?+ Pisarema 46:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera nesimba redu.+ Ndiye rubatsiro runowanika zviri nyore munguva yekutambudzika.+ Pisarema 145:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jehovha ari pedyo nevanhu vese vanodana kwaari,+Vese vanodana kwaari muchokwadi.+
7 Nekuti nderupi rudzi rukuru runa vanamwari vari pedyo narwo sezvakaita Jehovha Mwari wedu kwatiri pese patinodana kwaari?+
46 Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera nesimba redu.+ Ndiye rubatsiro runowanika zviri nyore munguva yekutambudzika.+