19 mwoyo wako zvawateerera, ukazvininipisa+ pamberi paJehovha pawanzwa zvandakataura pamusoro penzvimbo ino nevagari vayo, kuti vachava vanhu vakatukwa uye vanhu vanovaona vacharohwa nehana, uye iwe wabva wabvarura nguo dzako,+ ukachema pamberi pangu, iniwo ndakunzwa, ndizvo zvinotaurwa naJehovha.