Pisarema 139:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Munondicherechedza* pandinofamba uye pandinorara;Munoziva nzira dzangu dzese.+ Zvirevo 5:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti nzira dzemunhu dziri mumaziso aJehovha;Anoongorora makwara ake ese.+ Zvirevo 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Kana Guva* nenzvimbo yekuparadzwa* zviri pachena kuna Jehovha,+Ko kuzoti mwoyo yevanhu!+ VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+