Pisarema 122:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kumbirai kuti Jerusarema rive nerugare.+ Iwe guta, vaya vanokuda vachachengeteka. Isaya 33:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Tarisa Ziyoni, iro guta remitambo yedu!+ Maziso ako achaona Jerusarema senzvimbo yekugara ine runyararo,Setende risingazobviswi pariri.+ Hoko dzaro hadzizombodzurwi,Uye hapana tambo dzaro dzichadamburwa.
20 Tarisa Ziyoni, iro guta remitambo yedu!+ Maziso ako achaona Jerusarema senzvimbo yekugara ine runyararo,Setende risingazobviswi pariri.+ Hoko dzaro hadzizombodzurwi,Uye hapana tambo dzaro dzichadamburwa.