Pisarema 12:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvinotaurwa naJehovha zvakachena;+Zvakaita sesirivha yakanatswa, yakacheneswa kanomwe muchoto chakaumbwa nevhu.* Pisarema 19:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+
6 Zvinotaurwa naJehovha zvakachena;+Zvakaita sesirivha yakanatswa, yakacheneswa kanomwe muchoto chakaumbwa nevhu.*
8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+