1 Samueri 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka varume vekuKiriyati-jearimu vakauya vakatora Areka yaJehovha, vakanoiisa muimba yaAbhinadhabhi+ yaiva pachikomo, uye vakatsaura mwanakomana wake Eriyezari kuti achengetedze Areka yaJehovha. 1 Makoronike 13:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Dhavhidhi nevaIsraeri vese vakakwidza kuBhaara,+ kuKiriyati-jearimu yeJudha, kuti vanotora Areka yaMwari wechokwadi, iye Jehovha, uyo agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi,+ panoshevedzwa zita rake.
7 Saka varume vekuKiriyati-jearimu vakauya vakatora Areka yaJehovha, vakanoiisa muimba yaAbhinadhabhi+ yaiva pachikomo, uye vakatsaura mwanakomana wake Eriyezari kuti achengetedze Areka yaJehovha.
6 Dhavhidhi nevaIsraeri vese vakakwidza kuBhaara,+ kuKiriyati-jearimu yeJudha, kuti vanotora Areka yaMwari wechokwadi, iye Jehovha, uyo agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi,+ panoshevedzwa zita rake.