Vatongi 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 VaIsraeri pavakashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,+ Jehovha akavapa muponesi kuti avanunure,+ ainzi Otinieri+ mwanakomana waKenazi, munin’ina waKarebhi. Vatongi 6:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndakakununurai kubva muruoko rweIjipiti uye pavadzvinyiriri venyu vese, ndikavadzinga pamberi penyu, ndikakupai nyika yavo.+
9 VaIsraeri pavakashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,+ Jehovha akavapa muponesi kuti avanunure,+ ainzi Otinieri+ mwanakomana waKenazi, munin’ina waKarebhi.
9 Ndakakununurai kubva muruoko rweIjipiti uye pavadzvinyiriri venyu vese, ndikavadzinga pamberi penyu, ndikakupai nyika yavo.+