2 Makoronike 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehu+ mwanakomana wemuoni Hananai+ akaenda kunosangana naye, akati kuna Mambo Jehoshafati: “Munofanira kubatsira vakaipa+ uye kuda vanovenga Jehovha here?+ Jehovha akutsamwirai nemhaka yeizvi. 2 VaKorinde 6:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko* nevasingatendi.+ Nekuti kururama kune ushamwari hwei nekusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chingapindirana nerima pakudii?+
2 Jehu+ mwanakomana wemuoni Hananai+ akaenda kunosangana naye, akati kuna Mambo Jehoshafati: “Munofanira kubatsira vakaipa+ uye kuda vanovenga Jehovha here?+ Jehovha akutsamwirai nemhaka yeizvi.
14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko* nevasingatendi.+ Nekuti kururama kune ushamwari hwei nekusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chingapindirana nerima pakudii?+