6 Dhavhidhi akanetseka chaizvo, nekuti varume vake vaitaura kuti vaida kumutema nematombo, nekuti varume vese vakanga vagumbuka chaizvo nemhaka yekutorwa kwakanga kwaitwa vanakomana nevanasikana vavo. Asi Dhavhidhi akazvisimbisa naJehovha Mwari wake.+