2 Samueri 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Natani akabva ati kuna Dhavhidhi: “Ndimi munhu wacho! Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndakakuzodza kuti uve mambo waIsraeri,+ uye ndakakununura muruoko rwaSauro.+ 2 Samueri 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Wakaitirei zvakaipa pamberi paJehovha uchizvidza shoko rake? Wakauraya Uriya muHiti nebakatwa!+ Wakabva watora mudzimai wake kuti ave mudzimai wako,+ pashure pekunge wamuuraya nebakatwa revaAmoni.+ Zvirevo 17:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kutsiura kunobatsira chaizvo kumunhu anonzwisisa+Kupfuura kurova benzi kane zana.+ VaGaratiya 6:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Hama, kunyange kana mumwe munhu ava kurasika asingazivi, imi vakasimba pamweya edzai kururamisa munhu akadaro neunyoro.+ Asi zvichenjererei,+ nekuti nemiwo munogona kupinda pamuedzo.+
7 Natani akabva ati kuna Dhavhidhi: “Ndimi munhu wacho! Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndakakuzodza kuti uve mambo waIsraeri,+ uye ndakakununura muruoko rwaSauro.+
9 Wakaitirei zvakaipa pamberi paJehovha uchizvidza shoko rake? Wakauraya Uriya muHiti nebakatwa!+ Wakabva watora mudzimai wake kuti ave mudzimai wako,+ pashure pekunge wamuuraya nebakatwa revaAmoni.+
6 Hama, kunyange kana mumwe munhu ava kurasika asingazivi, imi vakasimba pamweya edzai kururamisa munhu akadaro neunyoro.+ Asi zvichenjererei,+ nekuti nemiwo munogona kupinda pamuedzo.+