Zvirevo 9:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Usatsiura museki, nekuti achakuvenga.+ Tsiura munhu akachenjera, uye achakuda.+ Zvirevo 19:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Rova museki,+ kuti asina ruzivo ave nenjere,+Uye tsiura anonzwisisa, kuti awedzere ruzivo.+ Zvirevo 25:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mashoko emunhu akachenjera kana achitsiura nzeve inoteereraAkafanana nemhete yegoridhe uye chishongo chegoridhe rakanatswa.+
12 Mashoko emunhu akachenjera kana achitsiura nzeve inoteereraAkafanana nemhete yegoridhe uye chishongo chegoridhe rakanatswa.+