1 Makoronike 29:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanhu vanobva kune imwe nyika, sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ese.+ Nekuti mazuva edu panyika akaita semumvuri,+ haana tariro. Jobho 14:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Munhu akaberekwa nemukadzi,Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nenhamo.+ 2 Anobuda seruva, osvava;*+Anotiza semumvuri, onyangarika.+
15 Nekuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanhu vanobva kune imwe nyika, sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ese.+ Nekuti mazuva edu panyika akaita semumvuri,+ haana tariro.
14 “Munhu akaberekwa nemukadzi,Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nenhamo.+ 2 Anobuda seruva, osvava;*+Anotiza semumvuri, onyangarika.+