Pisarema 146:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Jehovha anosvinudza maziso emapofu;+Jehovha anosimudza vaya vakakotamiswa;+Jehovha anoda vakarurama.
8 Jehovha anosvinudza maziso emapofu;+Jehovha anosimudza vaya vakakotamiswa;+Jehovha anoda vakarurama.