Vatongi 11:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Jefta akazosvika kumba kwake kuMizpa,+ uye mwanasikana wake ndiye akabva auya kuzomugamuchira, achiridza tambureni achitamba! Zvino ndiye aingova mwana wake mumwe chete. Kunze kwake, aiva asina mumwe mwanasikana kana mwanakomana.
34 Jefta akazosvika kumba kwake kuMizpa,+ uye mwanasikana wake ndiye akabva auya kuzomugamuchira, achiridza tambureni achitamba! Zvino ndiye aingova mwana wake mumwe chete. Kunze kwake, aiva asina mumwe mwanasikana kana mwanakomana.