RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 10:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+

  • Zvirevo 1:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweruzivo.+

      Mapenzi chete ndiwo anozvidza uchenjeri uye kurayirwa.*+

  • Maraki 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Panguva iyoyo vaya vanotya Jehovha vakataurirana, mumwe nemumwe neshamwari yake, uye Jehovha akaramba akateerera, achinzwa. Uye bhuku rekuyeuchidza rakanyorwa pamberi pake+ kuitira vaya vanotya Jehovha uye vaya vanofungisisa* nezvezita rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe