-
VaFiripi 4:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Hama dzangu, regai ndipedzise nekuti, zvinhu zvese zvechokwadi, zvinhu zvese zvinokosha, zvinhu zvese zvakarurama, zvinhu zvese zvakachena, zvinhu zvese zvinodiwa, zvinhu zvese zvinotaurwa zvakanaka nezvazvo, zvinhu zvese zvakanaka, uye zvinhu zvese zvinorumbidzwa, rambai muchifungisisa* zvinhu izvi.+
-