Jobho 19:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nekuti ndinonyatsoziva kuti mudzikinuri wangu+ mupenyu;Achazouya, omira pamusoro penyika.* Isaya 43:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri:+ “Ndichatuma vanhu kuBhabhironi ndichiitira imi, ndowisira pasi mazariro* ese emagedhi,+Uye vaKadheya vachashevedzera vachishungurudzika vari mungarava dzavo.+
14 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri:+ “Ndichatuma vanhu kuBhabhironi ndichiitira imi, ndowisira pasi mazariro* ese emagedhi,+Uye vaKadheya vachashevedzera vachishungurudzika vari mungarava dzavo.+