Pisarema 33:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Bhiza rinopa tariro yenhema yekupona;*+Kuva kwaro nesimba guru hakurevi kuti munhu achapukunyuka. Isaya 31:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Vane nhamo vaya vanodzika kuIjipiti kuti vanobatsirwa,+Vanovimba nemabhiza,+Vanovimba nengoro dzehondo nekuti izhinji,Uye nemabhiza ehondo nekuti ane* simba. Asi havatarisi kuMutsvene waIsraeri,Uye havatsvagi Jehovha.
31 Vane nhamo vaya vanodzika kuIjipiti kuti vanobatsirwa,+Vanovimba nemabhiza,+Vanovimba nengoro dzehondo nekuti izhinji,Uye nemabhiza ehondo nekuti ane* simba. Asi havatarisi kuMutsvene waIsraeri,Uye havatsvagi Jehovha.