Numeri 6:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Jehovha ngaasimudze chiso chake kwamuri, akupei rugare.”’+ Pisarema 80:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Haiwa Mwari wemauto, tidzorerei pataimbova;Itai kuti chiso chenyu chipenye kwatiri, kuti tiponeswe.+ Zvirevo 16:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Chiedza chiri pachiso chamambo chinopa upenyu;Kufarirwa naye kwakaita segore remvura yemasutso.*+ 1 Petro 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+
7 Haiwa Mwari wemauto, tidzorerei pataimbova;Itai kuti chiso chenyu chipenye kwatiri, kuti tiponeswe.+
12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+