Genesisi 18:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha akati: “Ndicharamba ndichivanzira Abrahamu zvandiri kuda kuita here?+ Genesisi 22:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+ Amosi 3:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti Changamire Ishe Jehovha haaiti chinhuAsina kuzivisa zvakavanzika zvake kuvashumiri vake, ivo vaprofita.+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+
7 Nekuti Changamire Ishe Jehovha haaiti chinhuAsina kuzivisa zvakavanzika zvake kuvashumiri vake, ivo vaprofita.+