Pisarema 23:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Kunyange ndichifamba mumupata werima gobvu,+Hapana chandinotya,+Nekuti imi muneni;+Tsvimbo yenyu nemudonzvo wenyu zvinondipa chivimbo.* VaRoma 8:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Saka totii nazvo? Kana Mwari ari kurutivi rwedu, ndiani angamirisana nesu?+ VaHebheru 13:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kuti tive vakanyatsoshinga tichiti: “Jehovha* ndiye mubatsiri wangu; handizotyi. Munhu angandiitei?”+
4 Kunyange ndichifamba mumupata werima gobvu,+Hapana chandinotya,+Nekuti imi muneni;+Tsvimbo yenyu nemudonzvo wenyu zvinondipa chivimbo.*
6 Kuti tive vakanyatsoshinga tichiti: “Jehovha* ndiye mubatsiri wangu; handizotyi. Munhu angandiitei?”+