1 Samueri 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Anorinda nhanho dzevanhu vake vakavimbika,+Asi vakaipa vachaitwa kuti vanyarare murima,+Nekuti munhu haakundi nesimba rake.+ Pisarema 145:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Jehovha anochengetedza vese vanomuda,+Asi achaparadza vakaipa vese.+
9 Anorinda nhanho dzevanhu vake vakavimbika,+Asi vakaipa vachaitwa kuti vanyarare murima,+Nekuti munhu haakundi nesimba rake.+