Pisarema 62:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 62 Chokwadi ndinomirira Mwari ndakanyarara. Ruponeso rwangu runobva kwaari.+ Mariro 3:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Chokwadi muchayeuka* mokotama kuti mundibatsire.+ 21 Ndinozviyeuka mumwoyo mangu; ndokusaka ndichamirira.+ Mika 7:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi ini ndicharamba ndichitarisira kuna Jehovha.+ Ndichamirira Mwari weruponeso rwangu.*+ Mwari wangu achandinzwa.+
20 Chokwadi muchayeuka* mokotama kuti mundibatsire.+ 21 Ndinozviyeuka mumwoyo mangu; ndokusaka ndichamirira.+
7 Asi ini ndicharamba ndichitarisira kuna Jehovha.+ Ndichamirira Mwari weruponeso rwangu.*+ Mwari wangu achandinzwa.+