Zvirevo 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Tyava ndeyebhiza, matomu ndeedhongi,+Uye shamhu ndeyemisana yemapenzi.+ Jeremiya 8:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakateerera, uye ndakaramba ndichinzwa, asi matauriro avaiita akanga asina kunaka. Hapana murume akapfidza zvakaipa zvake kana akati, ‘Zvino ndaitei?’+ Mumwe nemumwe anoramba achidzokera kunzira yeveruzhinji sebhiza riri kumhanyira kunorwa.
6 Ndakateerera, uye ndakaramba ndichinzwa, asi matauriro avaiita akanga asina kunaka. Hapana murume akapfidza zvakaipa zvake kana akati, ‘Zvino ndaitei?’+ Mumwe nemumwe anoramba achidzokera kunzira yeveruzhinji sebhiza riri kumhanyira kunorwa.