RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 32:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Jehovha akabva atuma ngirozi, ikaparadza varwi vese vaiva nesimba,+ vatungamiriri, nevakuru vaiva mumusasa wamambo weAsiriya, zvekuti iye akadzokera kunyika yake anyadziswa. Gare gare akapinda muimba* yamwari wake uye vamwe vanakomana vake vakamuurayira imomo nebakatwa.+

  • Pisarema 44:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Muri Mambo wangu, haiwa Mwari;+

      Rayirai kuti Jakobho akunde zvakakwana.*

       5 Nesimba renyu tichadzingirira mhandu dzedu;+

      Muzita renyu tichatsika-tsika vaya vanotipandukira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe