RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 57:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Vakaisa mambure kuti vateye tsoka dzangu;+

      Ndakotamiswa* nekushungurudzika.+

      Vakachera gomba pamberi pangu,

      Asi ivo ndivo vakawira mariri.+ (Sera)

  • Pisarema 141:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Vakaipa vachawira pamwe chete mumambure avo,+

      Ini ndichipfuura pasina chinoitika kwandiri.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe