Pisarema 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndinzwireiwo nyasha* Jehovha, nekuti ndiri kupera simba. Ndiporeseiwo Jehovha,+ nekuti mapfupa angu ari kudedera. Pisarema 41:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti ndakati: “Jehovha, ndinzwireiwo nyasha.+ Ndiporeseiwo,*+ nekuti ndakakutadzirai.”+ Pisarema 51:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Itai kuti ndinzwe manzwi ekufara uye ekupembera,Kuti mapfupa amakapwanya afare.+
2 Ndinzwireiwo nyasha* Jehovha, nekuti ndiri kupera simba. Ndiporeseiwo Jehovha,+ nekuti mapfupa angu ari kudedera.