1 Makoronike 16:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ivava vaiva pamwe chete naHemani naJedhutuni+ nevamwe varume vese vakaita zvekusarudzwa nemazita avo kuti vaonge Jehovha,+ nekuti “rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi”;+ 1 Makoronike 25:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Dhavhidhi nevakuru vemapoka ebasa vakasarudzawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani, naJedhutuni+ kuti vashumire vachiprofita neudimbwa, zviridzwa zvine tambo,+ nesimbi dzinorovaniswa.+ Mazita evarume vacho vakasarudzwa kuti vaite basa iri ndeaya,
41 Ivava vaiva pamwe chete naHemani naJedhutuni+ nevamwe varume vese vakaita zvekusarudzwa nemazita avo kuti vaonge Jehovha,+ nekuti “rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi”;+
25 Dhavhidhi nevakuru vemapoka ebasa vakasarudzawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani, naJedhutuni+ kuti vashumire vachiprofita neudimbwa, zviridzwa zvine tambo,+ nesimbi dzinorovaniswa.+ Mazita evarume vacho vakasarudzwa kuti vaite basa iri ndeaya,