Pisarema 3:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vazhinji vari kuti nezvangu:* “Mwari haasi kuzomuponesa.”+ (Sera)* Pisarema 71:10, 11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vavengi vangu vanotaura zvakaipa nezvangu,Uye vaya vari kutsvaga kupfuudza upenyu hwangu* vanorangana+11 Vachiti: “Mwari akamusiya. Mudzingirirei mumubate, nekuti hapana achamuponesa.”+
10 Vavengi vangu vanotaura zvakaipa nezvangu,Uye vaya vari kutsvaga kupfuudza upenyu hwangu* vanorangana+11 Vachiti: “Mwari akamusiya. Mudzingirirei mumubate, nekuti hapana achamuponesa.”+