Pisarema 43:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nei ndapererwa* netariro? Nei ndisina kugadzikana mukati mangu? Mirira Mwari,+Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru uye Mwari wangu.+
5 Nei ndapererwa* netariro? Nei ndisina kugadzikana mukati mangu? Mirira Mwari,+Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru uye Mwari wangu.+