Joshua 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Handina kukurayira here? Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya, nekuti Jehovha Mwari wako anewe kwese kwaunoenda.”+ Jeremiya 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Vacharwa neweAsi havazokukundi,Nekuti ‘ndinewe+ kuti ndikuponese,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.” VaRoma 8:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Saka totii nazvo? Kana Mwari ari kurutivi rwedu, ndiani angamirisana nesu?+
9 Handina kukurayira here? Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya, nekuti Jehovha Mwari wako anewe kwese kwaunoenda.”+