2 Makoronike 20:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Hamufaniri zvenyu kurwa hondo yacho. Endai munzvimbo dzenyu, moramba makamira,+ muone kuponeswa kwamuchaitwa naJehovha.*+ Usatya iwe Judha newe Jerusarema, usatya kana kuvhunduka.+ Endai munovarwisa mangwana, uye Jehovha achava nemi.’”+
17 Hamufaniri zvenyu kurwa hondo yacho. Endai munzvimbo dzenyu, moramba makamira,+ muone kuponeswa kwamuchaitwa naJehovha.*+ Usatya iwe Judha newe Jerusarema, usatya kana kuvhunduka.+ Endai munovarwisa mangwana, uye Jehovha achava nemi.’”+