Isaya 25:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Haiwa Jehovha, muri Mwari wangu. Ndinokukudzai, ndinorumbidza zita renyu,Nekuti makaita zvinhu zvinoshamisa;+Makasarudza zvinhu izvi kare,+Mukutendeka+ nemukuvimbika. VaHebheru 13:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Kuburikidza naye ngatigarei tichipa Mwari chibayiro chekurumbidza,+ chinova ndicho chibereko chemiromo+ yedu inozivisa pachena zita rake.+ Zvakazarurwa 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”
25 Haiwa Jehovha, muri Mwari wangu. Ndinokukudzai, ndinorumbidza zita renyu,Nekuti makaita zvinhu zvinoshamisa;+Makasarudza zvinhu izvi kare,+Mukutendeka+ nemukuvimbika.
15 Kuburikidza naye ngatigarei tichipa Mwari chibayiro chekurumbidza,+ chinova ndicho chibereko chemiromo+ yedu inozivisa pachena zita rake.+
4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”