Jeremiya 9:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Zvanzi naJehovha: “Munhu akachenjera ngaarege kuzvirumbidza neuchenjeri hwake;+Munhu ane simba ngaarege kuzvirumbidza nesimba rake;Uye mupfumi ngaarege kuzvirumbidza neupfumi hwake.”+ 1 Timoti 6:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Rayira vaya vakapfuma munyika ino* kuti varege kuzvikudza, uye kuti vasaise tariro yavo papfuma inogona kungoparara,+ asi pana Mwari, uyo anotipa zvinhu zvese zvinotifadza.+
23 Zvanzi naJehovha: “Munhu akachenjera ngaarege kuzvirumbidza neuchenjeri hwake;+Munhu ane simba ngaarege kuzvirumbidza nesimba rake;Uye mupfumi ngaarege kuzvirumbidza neupfumi hwake.”+
17 Rayira vaya vakapfuma munyika ino* kuti varege kuzvikudza, uye kuti vasaise tariro yavo papfuma inogona kungoparara,+ asi pana Mwari, uyo anotipa zvinhu zvese zvinotifadza.+