Dheuteronomi 10:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ona, matenga, matenga ekumatenga,* uye nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha Mwari wako.+ Jobho 41:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndiani akatanga kundipa chimwe chinhu zvekuti ndinofanira kumuripa?+ Zvese zviri pasi pedenga ndezvangu.+ 1 VaKorinde 10:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 nekuti “nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha.”*+
11 Ndiani akatanga kundipa chimwe chinhu zvekuti ndinofanira kumuripa?+ Zvese zviri pasi pedenga ndezvangu.+