RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 69:30, 31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Ndichaimba ndichirumbidza zita raMwari,

      Uye ndichamukudza ndichimutenda.

      31 Izvi zvichafadza Jehovha kupfuura kufadzwa kwaanoitwa nemikono yemombe,

      Kupfuura kufadzwa kwaanoitwa nemikono yemombe midiki ine nyanga nemahwanda.+

  • Zvirevo 21:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Kuita zvakarurama uye kutonga zvakarurama

      Kunofadza Jehovha kupfuura chibayiro.+

  • Hosiya 6:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Nekuti ndinofarira rudo rusingachinji,* kwete chibayiro,

      Uye ndinofarira kuziva Mwari kwete zvibayiro zvinopiswa.+

  • VaHebheru 13:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Kuburikidza naye ngatigarei tichipa Mwari chibayiro chekurumbidza,+ chinova ndicho chibereko chemiromo+ yedu inozivisa pachena zita rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe