VaRoma 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Hazvingambodaro! Asi Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi,+ kunyange zvikaitika kuti vanhu vese vanzi vanoreva nhema,+ sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Kuti mashoko enyu aratidze kuti makarurama uye mukunde pamunenge muchitongwa.”+
4 Hazvingambodaro! Asi Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi,+ kunyange zvikaitika kuti vanhu vese vanzi vanoreva nhema,+ sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Kuti mashoko enyu aratidze kuti makarurama uye mukunde pamunenge muchitongwa.”+