RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Rute 3:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Iye akati: “Jehovha ngaakukomborere mwanasikana wangu. Waratidza rudo rusingachinji iye zvino kupfuura zvawakaita pakutanga,+ nekusatevera varume vechidiki, vangava varombo kana kuti vapfumi. 11 Usatya zvako mwanasikana wangu. Ndichakuitira zvese zvaunotaura,+ nekuti munhu wese ari muguta anoziva kuti uri mukadzi anoita zvakanaka chaizvo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe