Zvirevo 6:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Munhu wese anoita upombwe nemukadzi haana pfungwa;*Munhu anoita izvozvo anozviparadza.*+ Zvirevo 9:16, 17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Munhu wese asina ruzivo ngaauye kuno.” Anotaura kuvaya vasina pfungwa* achiti:+ 17 “Mvura yekuba inotapira,Uye zvekudya zvinodyirwa pakahwanda zvinonaka.”+
16 “Munhu wese asina ruzivo ngaauye kuno.” Anotaura kuvaya vasina pfungwa* achiti:+ 17 “Mvura yekuba inotapira,Uye zvekudya zvinodyirwa pakahwanda zvinonaka.”+